“Saka ndati kune munyai, unongosvika woti, ‘mukuru havasi kuda zvekuzomiswa kana auya. Hanti mwana wenyu ndirikumuda? Ndokumbirawo musanditambisirewo time. Itai maths dzenyu mungotipawo total kuti ...